Chiroto
Chiroto (dream) zvinoreva zviitiko zvinooenekwa kana kunzwikwa nemunhu akakotsira, zvingava zvakanaka kana zvakaipa. Vanhu vanorota zvakasiyana; vamwe vanorota zvavaswera vachiita, vamwe zvisinei nezvavaita, imwe nguva vamwe vanorota zvinoyambira kuti chii chiri kuuya mberi. Nokumwe kutaura chiroto chinonzi hope.

Murotso (what is seen in dreaming) apa kureva zvacho zvaonekwa mukurota.
Tsika
chinjirudzaTsumo
chinjirudza- Idambudziko rehope kurota kwawakarambwa. It is a nuisance when you dream of the one who has rejected you.