Chitsonga
Chitsonga (Tso: Xitsonga, uchitaugwa sokuti "Shitsonga") rurimi rwe Chibantu rwunotaurwa munyika ye Zimbabwe, Afurika Chamhembe, Eswatini uye Mazambuko. Unotswikwa ne Chitswa uye Chironga uye zita rayo "Tsonga" unowanzo fukidza mitauro yese mitautu sezvoitwa mitauro ye Chishona, asi dzimwe nguva inonzi Chitswa-Ronga. Chitsonga mutauro wakakudzwa pakusvikwa pakuti unokwaniswa kushandiswa zvose muzvikoro nekumba. Chitsonga mutauro weuhofisi (official) kuAfurika Chamhembe, uye pazasi pezita rokuti "Shangani" unozivikwa semutauro we uhofisi zve mu Konstichuti ye Zimbabwe. Mitauro yese ye Chitswa-Ronga unozivikwa kakuru kuMozambiki. Hadzisi mutauro we uhofisi muEswatini (iyo yaimbonzi Swazilendi).
Horokodzwa ye mutauro
chinjirudzaChitsonga ne Chishona
chinjirudza| Chitsonga | Chishona | Tsananguro |
|---|---|---|
| mbyana | imbwa | |
| nguluve, Honci | nguruve, hochi | |
| mbhongholo | mbongoro | |
| hanci | hachi, bhiza | |
| mbuti | mbudzi | |
| sekwa | sekwe | |
| huku | huku | |
| galankulu | ngarikuni, garinkuni | |
| nghala | shumba | kuChishona ngara imhuka yakatosiyana ne shumba. |
| Ndlopfu | nzou, zhou | |
| Yinghwe | ingwe | kureva taiga paChishongrish,
ingwe ne dindingwe dzowanzo sanganiswa |
| Nyarhi | nyati | |
| Mhala | mhara | tarisai futi mhara |
| Mpfundla | tsuro, shuro | |
| Mangwa | mbizi, dhuve | |
| Mfenhe | bveni/bvene, gudo | |
| Mhisi | bere | |
| Mhungbye | mhungubwe | kureva ronzi "jackal" |
Manumeri
chinjirudza| Chitsonga | n'we | mbirhi | nharhu | mune | Ntlhanu | Ntsevu | Nkombo | Nhungu | Nkaye | Khume |
|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
| 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 | |
| Chishona | imwe / in'we
motsi, moshi, modza poshi / potsi bodzi |
mbiri, piri | tatu, nhatu | ina | shanu | tanhatu, nhanhtu | sere | nomwe / non'we | pfumbamwe / pfumban'we
pfemba |
gumi |
Ruvara
chinjirudzaMazuva e vhiki
chinjirudzaMwedzi ye Gore
chinjirudzaMwaka
chinjirudzaZvindeya
chinjirudza| Chitsonga | Chishona | Tsananguro |
|---|---|---|
| Dyambu | zuva | |
| Gongomela | Nyamatsatse | |
| Misava | Rinopasi, Dhunya | Dhunya - ishoko rakabva kuChiswahiri, pakuti Dunia |
| N'weti | Mwedzi |