Ava ku-

(runangakatsva kubva kuAva-)

Ava ku- (is about to happen, or is happening).

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Zuva rava kubuda.
  • Mabhazi anobva kwaMutare ava kusvika.
  • Tapedza kurima tava kuenda kumba.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Lela vanoti lávà (v. be about to do something).